Celebrity and Entertainment

Bee Wezhira speaks: First Salary yangu ndakatenga Cerevita

Fastest rising commedianee Bee Wezhira born Beatrice Mudzingwa said she used her first Salary to buy cerevita.

Bee Wezhira is well known on social media as Senzeni , doing skits as a rural dull girl. Bee Wezhira holds a Degree specialising in Education. She featured prominent socialites the likes of Madam Boss.

Newsreportzim.com extract her facebook post below

First salary yangu ndichangopedza form 6 ndichiita temporary teaching kuGokwe ndakatenga cerevita.

Ndandamboiravira kwedzimwe dzimainin dzangu ikandinakira fani.Ndakatenga dziri 4, hahaha hadzina kupedza vhiki ummm ndainyatsohwa kuti haaa inozipa vakomana.

Kungopinda mumba ndotoisa chipoto chemvura paprama stove necerevita mucup🤣🤣🤣🤣🤣.

Ndakambosangana neheadmaster ndichienda kucerevita kumba nguva yemalessons ndikati ndakuvara nemusoro ndiri kumbononwa mastop pain😝😝😝.Chii chawaiva neshungu nacho pafirst salary yako

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Back to top button