Celebrity and Entertainment

Don’t post me on your wall we not related-Mai Titi respond to Fungai Mutisi

Don’t post me on your wall we not related . Sister yaunoti yabatwa yabatwey hiding behind sisters finger you dont even love your sister this very day waitonyeya sister yako neni iwemuroyi iwe.

You also wish you were famous you are using your sister for clout because in your own you are a nobody .
I got talents and gifts I don’t compete with your sister it is you who thinks we are competing.
I’m also annointed ndosaka huroyi hwenyu huchibouncer iwe hureiwe.

Let’s continue fighting iwe muroyi iwe why apologize wati wani you will bring solicitors solicitor ndiye anokutuma kupindira nyayadzangu. I’m not done with you hureiwe.

Haufe wakaita mbiri kumba kwenyu kwakanzi 1 ndiye achaita popular iwewe wakanzi uchaforera mapenzi evarungu ugogara muchicorner sembeva.

Ugoita mirwi yemabhuku asi usina chauinacho.

Failure
Mutengesi akatengesa nyika nekuda kunzi mukadzi wevarungu.

Dutye.
If there is a person who is destroying her own sister it’s u imbwaiwe.
You are the one competing with your sister.

Let me be me . Zvekwenyu handitombozvide kana kuzvishuwira because zvizvinji zvacho tozviziva . Ndisiye nezvekwangu mbwaiwe.

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Back to top button