Celebrity and Entertainment

Fungai Mutisi speaks on Mai Titi’s Deportation, gives advice

Fungai Mutisi a sister to Madam Boss well known as Changamire of Peace on social media gives Mai Titi some free advice.

Hararemirror.com presents here statement below:

Vaverenga hanziii ✌️?????
Zi statement iriro muudzei ari bvise coz richamusungira play futi. Her credibility is at risk. Vari pedyo naye, please ask her to delete kani 🥹🥹🥹🥹🤓🤓🤓from bad to worse.

Chandoziva Immigration and Police vanoita kunge vanonamata newe but Ma1 anenge atotanga. Nekungwara kwese uku hamuzive kuti UK hakuzi kuBeira kwamunopinda nekuManica post mongoti Metikazhii monzi pfuura 🤣🤣🤣. Hativenge munhu, asi muromo unoda kudzorwa. Pathological liar- 🤥

ZvekwaMwari sorry hako Mura. Sometimes you don’t need to prove people. Dai muchiteerera maPosts atinopa vanhu mazano pano, dai makabatsirikana.

So many ways to do business in UK- veduwe ka .
😎😎😎👀

Join Whatsapp Channel:

CLICK HERE FOR WHATSAPP CHANNEL

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Back to top button