Featured News

Iran inoti yadonhedza zvikopokopo zvechizvinozvo (quadcopter) zveIsrael

Iran inoti yadonhedza zvikopokopo zvechizvinozvo (quadcopter) zveIsrael zvange zvatumirwa kunoirwisa mudunhu reIsfahan. Dunhu iri ndiro rine nzvimbo iri kugadzirwa zvombo zvenuclear neIran. Vatungamiri venyika dzakawanda kusanganisira America vari kukurudzira kuti Israel neIran zvimire kukandirana zvombo zvokonzera kusagadzikana kwakanyanya muMiddle East. Izvi zvinopawo kuti mafuta ekufambisa dzimotokari awedzerwe mutengo pasi rose.

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Back to top button