Celebrity and EntertainmentMjolo

Ketina fires warning Shot to Tom Jones

Stand number 2 only landlords and bosses understand zvema session or endowment

Gara pasi nej_nde rakatsveyama ndakaita landlord at 33 then landlord again at 35 with deeds not sabhuku deels mfanami

Ini handibire munhu I work hard I don’t feed my kids ne sweat yevanwe huyai nematitle deeds ne agreement of sale first munoti tinorwadziwa nei titori netuzvinhu twedu twunoyenderana nesu

Murume Asina kurongeka muhupenyu Simba rakawandira kumuromo hasha dzej_nde rakatsveyama sit down Jones I’m your BOSS 💪
I DONT DO SABHUKU DEALS I PAY MY CASH 💰

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Check Also
Close
Back to top button