Celebrity and Entertainment

Urban Zuva speaks

Then again Let’s wait for the Lo to take its course.
I still believe in Inosent till proven Giwuti .

TAkamirira…..
Ndabva ndafunga gore randakatora manudzu haaa akabuda chaizvo ! Haaa kuita ma “Tora Mari United” ema nudzu! Aiyevedza kusvika pakutumira Different Pipo kuti vanyatso feeler chigagaigwa che Nudhu. Ma relationship aitevera ndaitoshandisa ma master piece iwayo mufunge nokuti ndaiziva kuti ma Automatic!

Ndisingazive kuti Gore randicharashiwa nevadzimu… ndinobata ani 🙆🏽‍♀️
Imiwee🙆🏽‍♀️

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Back to top button