Featured News

Zuva Urban back in streets

Kare kangu ndichiri kutemwa dzinobva ropa, ndichirarama fake life ndaimbova nemusikahwa hwekumiririra vanhu vaburuke mundege ndokumbira cabin crew kugadzira content to make it look like I flew first class kusvotesa vavengi.

Ndisingazive kuti boarding pass ndiyo proof plus 1st class yaimirira ndege mu lounge being served food mune masofa asi ini ndaive kuma benji. Haaa ndaive bharanzi veduwe

Pressure yaindishungurudza ndinotenda ndakahowanigwa nyasha .👏🏽😩
#KodakMoments

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Back to top button