Podcast underfire for saying Killer T AKATADZISA MA SONG A WINKY D KURIRA VANHU KUMHANYIRA KANA NDANYURA

0

Ukaona uchiti ukavhura podcast kana certain show wotanga kushoora winky D uchiti apera so ungataura nezvemunhu asiri kurira here? . Kutotaura ikoko kunoratidza kuti he is relevant.

Winky D is a legend already what he has done is the music industry for the past 20 years should be celebrated not comparing nevanhu vasati vasvika kana half yemakore aatora mu industry.

Kunana America kana pa South Africa apo ma celeb agara mu industry are being celebrated chero kukauya new artist haafe aiswa mu comparison nema legends.

Legends are celebrated not compared. Chero kukauya artist arikupisa sei you think angabvise basa rakabatwa for 20 years?.
Kana mumwewo artist aburitsa good song ngatipemberere pamwe chete kwete zvekusvika pakutanga kunge mamushoora mumwe.

Lets celebrate our legends vana ve Zimbabwe 🇿🇼

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *