Celebrity and Entertainment

Sniper Storm SPEAKS: Asingadewo kushandawo nekudya kumba kwake nduepi apa?

Workers Day to everyone, have a blessed day. But quick question…
Saka wavarikuda kuti abviswe apa ne @castlelagerzw Tankard pachiiswa wavo ndiani?
Asingadewo kushandawo nekudya kumba kwake nduepi apa?
@alick_machesozim @alickmachesoo @fantan_chillspot @realfreemanhkd @bling4_x_official @master_h_official
Ndeupi apa asinawo mhuri yekuchengeta or mabills?
NDIANI??? 🤔🤷‍♂️🙄
Salute 🫡

Related Articles

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Back to top button